KwaunobvaDuramazwiRrejisita

Duramazwi · zita

rejisita

Zvinoreva

Bhuku rinoshandiswa kunyora mazita nehuvepo hwevanhu.

Kunyora zita rako pabasa kana pachikoro.

1

Rejisita ibhuku rinenge rakanyorwa mazita avanhu vanotarisirwa kuzenge vachiita zvimwe zvinhu pamwe chete.

Kurejisita kunyoresa mazita kungaita vanhu kuti vazozikanwa kuti ndivo vakapiwa mvumo yokuita zvimwe zvinhu.

2

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word