Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kurejisita kunyoresa mazita kungaita vanhu kuti vazozikanwa kuti ndivo vakapiwa mvumo yokuita zvimwe zvinhu.
Rejesita chirongwa chemazita evanhu anenge akanyorwa pasi.

Tinoda kuona rejesita revanhu vose vanobva mudunhu iroro.
Rejesita ibhuku rinonyorwa mazita avadzidzi vari mukirasi imweyo.

Rejisita ibhuku rinenge rakanyorwa mazita avanhu vanotarisirwa kuzenge vachiita zvimwe zvinhu pamwe chete.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rejimendi
Muchiuto, rejimendi iboka guru remasoja rinenge rine varwi vanokwana kuita chiuru.
VerengaSwipe for the next word