Duramazwi01 / 03reiRei mudziyo wakaomarara, wainyorerwa navana vechikoro kare vasati voshandisa mabhuku.Verenga→
Duramazwi02 / 03rejesitaKurejisita kunyoresa mazita kungaita vanhu kuti vazozikanwa kuti ndivo vakapiwa mvumo yokuita zvimwe zvinhu.Verenga→
Duramazwi03 / 03rejimendiMuchiuto, rejimendi iboka guru remasoja rinenge rine varwi vanokwana kuita chiuru.Verenga→