KwaunobvaDuramazwiRrei

Zvinoreva

Rei mudziyo wakaomarara, wainyorerwa navana vechikoro kare vasati voshandisa mabhuku.

1

Rei mudziyo wakaomarara, wainyorerwa navana vechikoro kare vasati voshandisa mabhuku.

Unofunga kuti zvirevamwene zvinoshandiswa kuita basa rei mumutauro wako?

Zvizita izvi zvinoita basa rei mumutauro?

Rei mudziyo wakaomarara, wainyorerwa navana vechikoro kare vasati voshandisa mabhuku.

Zvakafanana

chiredhi

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rejesita

Kurejisita kunyoresa mazita kungaita vanhu kuti vazozikanwa kuti ndivo vakapiwa mvumo yokuita zvimwe zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word