KwaunobvaDuramazwiRrekeni

Zvinoreva

Rekeni itambo inovedzengwa kubva pachubhu inotatamuka.

1

Rekeni itambo inovedzengwa kubva pachubhu inotatamuka.

Kana rekeni dzichibhara dombo rinenge raenda nedivi radzisina kutendekerwa.

Kana ukavedzenga rekeni unenge waicheka kuti iite zvipande zvitete, kazhinji zvakaenzana.

Kana munhu achivenda rekeni anenge achiicheka kuita zvipande zvitete, kazhinji zvakaenzana.

2

Rekeni chimudziyo chinogadzirwa netambo inobva pachubhu inenge yakasungirirwa pachitanda chinenge vara Y chinoshandiswa kurovesa shiri.

Zvakafanana

ndande

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rekera

Kuregedzera chinhu chiende kana kuti kuregera chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word