KwaunobvaDuramazwiRrekera

Duramazwi

rekera

Zvinoreva

Kuregedzera chinhu chiende kana kuti kuregera chimwe chinhu.

1

Kuregedzera chinhu chiende kana kuti kuregera chimwe chinhu.

Divi iroro ndiro raunofanira kurerekera kwariri asi unosungirwa kutanga nekutsigira mativi ose.

Nyaya yamuri kutaura yenhoroondo dzemhuri yakarerekera kune yezvemitupo yatakataura musi uya.

Kunzvenzvera kurerekera kunoita mashoko kana nyaya kune zvimwe zvisina kudurwa.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

reki

Reki mudziyo une mazino esimbi akaenzaniswa, unosevenzeswa kuunganidza marara kana kuenzanisa ivhu.

Verenga

Swipe for the next word