KwaunobvaDuramazwiRreki

Duramazwi · zita

reki

Zvinoreva

Reki mudziyo une mazino esimbi akaenzaniswa, unosevenzeswa kuunganidza marara kana kuenzanisa ivhu.

1

Tombotora semuenzaniso wezvambotaurwa pakutanga, kuti vana havachatereri vabe- reki.

Reki mudziyo une mazino esimbi akaenzaniswa, unosevenzeswa kuunganidza marara kana kuenzanisa ivhu.

Munyaya dzekuruka, reki chisimbi chinoshandiswa pakusarudza tsono dzepatani yaunenge uchida kuruka.

2

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rekicha

Mune zvefundo kurekicha kudzidzisa vadzidzi mudzidzisi achiita zvokutaura.

Verenga

Swipe for the next word