KwaunobvaDuramazwiHhara

Zvinoreva

Hara imhuka inogona kukuvadza kana kuuraya.

Hara kahomwe kedehwe kanowanzosungirirwa muchiuno, kanopfekerwa banga.

Kana munhu achihara munda anenge achikweva hara pamusoro pawo kuti aputse mavhiringa.

Hara mudziyo wesimbi unoshandiswa kuputsa mavhinga mumunda, kana kukura marara pachivanze.

1

2

3

4

Kuhara kubvisa marara akaita semashizha panzvimbo.

5

Hara mudziyo wesimbi unoshandiswa kuputsa mavhinga mumunda, kana kukura marara pachivanze.

Hara imhuka inogona kukuvadza kana kuuraya.

Chehara mubato webanga refu rinocheka namativi ose.

Muhara muti une mashizha makuru nemakwande anotsvedzerera uye unoyevedza paunenge woita maruva kana kubereka.

6

Haraya mudziyo une-nge zikamu resimbi zihombe rakareba, unoshandiswa kuunganidza ma-

Zvakafanana

chikara

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

haradada

Kana musuo weimba wakati haradada unenge wakashama zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word