Duramazwi
kura
bulky · immense · roomy · grow · huge
Duramazwi
bulky · immense · roomy · grow · huge
Kukura kubvisa zvimerwa zvakaita sebundo netumiti tudiki muruvanze uchisevenzesa badza, uchiita souri kupara pamusoro pevhu.
Kuwedzera zera kana mumhu.
Kukura kubvisa zvimerwa zvakaita sebundo netumiti tudiki muruvanze uchisevenzesa badza, uchiita souri kupara pamusoro pevhu.
Nhureture kura zvinhu zvinorema, zvinoda kuti munhu apote achizorora.
Kaive kasina kumbonyanya kukura zvekuti hapana aizombokaona.
Kubva pane chimwe chitsauko uchienda pane chimwe kutaridza kunofanira kukupa kukura paruzivo nounyanzvi hwako.
Kana munhu achikura marara nereki anenge achiasudurudza kubva muchivanze achiasira kure.
Kuwedzera zera kana mumhu.
Nhureture kura zvinhu zvinorema, zvinoda kuti munhu apote achizorora.
Kukura kubva paudiki uchienda pane rimwe zera repamusoro.
Inga Ishimairi akura chaizvo. Ava kutogona kubopa mombe nhai!
Kukura kuita muviri muhombe.
Kukura kuva munhu oziva nezveupenyu.
Mazuva ano ndakura. Ndava kunzwisisa kuti upenyu makasa.
-kwetsa
Duramazwi
01 / 03kuraira
advisory
VerengaSwipe for the next word