KwaunobvaDuramazwiKkupwa

Duramazwi

kupwa

Zvinoreva

Kupera kwemvura muna rume (to dry up).

1

Kupera kwemvura muna rume (to dry up).

Gararwa zvinhu zvinotsvedza, zvinomera mumvura yava kuda kupwa, zviine ruvara rwegirini.

Kupwa kupera kunoita mvura pamusana pokupisa kwezuva kana kwemoto.

Mujuku imvura ine madhaka inenge yasara iri shoma kana zvakaita sedziva kana dhamhu zvava kupwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word