Duramazwi
Zvinoreva
Kukupura kubvisa huruva kana shena mumakumbo nemvura shomana.
1
Kukupura kubvisa huruva kana shena mumakumbo nemvura shomana.
Kana munhu achiti ari kupura mari anenge awana nzira yokuiwana yakawanda.
Iyi imvura inowanzonaya muchirimo vanhu vapedza kupura zvizyo.
Kutsondokota kupura rukweza kana chimwe chirimwa zvokuotesa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03Kuputika
blowout
VerengaSwipe for the next word