Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akupuka anenge ava nepfuma inogona kumuraramisa mushure mekunge anga ambori murombo.
Kusvuuka.

Kuti kwaku kusvetuka, kana kuti kupuka, kana kuchirika kanzvimbo kadiki, sezviya zvinoita dafi.
Kupuka kudarika nepamusoro pechinhu waita zvokujanhuka.

Zvakafanana
-pfu-mvura
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kupura
Kukupura kubvisa huruva kana shena mumakumbo nemvura shomana.
VerengaSwipe for the next word