Duramazwi
Zvinoreva
Kupuka kudarika nepamusoro pechinhu waita zvokujanhuka.
Kuti puka kuratidza kushamisika kukuru, zvokuti munhu unenge washaya zvokuita.

Kuti puka kuuruka kana kusvetuka uchikwira mudenga, kana kuti uchienda kundomhara pamberi.
Kuti puka puka kufamba komunhu anege azungaira, achiratidza kuti haasi kuziva kwaari kuenda.

Zvakafanana
-svetuka
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03puka puka
Kuti puka puka kufamba komunhu anege azungaira, achiratidza kuti haasi kuziva kwaari kuenda.
VerengaSwipe for the next word