KwaunobvaDuramazwiUuru

Duramazwi

uru

Zvinoreva

Kuti uru kusvetuka napamusoro pechinhu.

1

Kuti uru kusvetuka napamusoro pechinhu.

Mukomana ati uru pamusoro pegoronga.

Kana munhu akati uru uru anenge amboedza kuramba mhosva yaakaita asi ozoibvuma.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uru uru

Kusvetuka-svetuka.

Verenga

Swipe for the next word