Duramazwi
Zvinoreva
Kusvetuka-svetuka.
1
Kusvetuka-svetuka.
Kana munhu akati uru uru anenge amboedza kuramba mhosva yaakaita asi ozoibvuma.
Kana munhu kana mhuka ichiti uru uru inenge ichitomhuka-tomhuka isina kure kwainoinda.
Kana munhu achinzi akamboti uru uru anenge akamborambisisa kuita chimwe chinhu chaanenge akumbirwa kuti aite, asi ozobvuma hake.
2

3

4
Kana munhu akati uru uru anenge amboedza kuramba mhosva yaakaita asi ozoibvuma.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03urubvu
Urubvu zvimedu zvechokudya zvinenge zvadonhera pasi.
VerengaSwipe for the next word