Duramazwi · zita
uroyi
witchcraft · sorcery
Duramazwi · zita
witchcraft · sorcery
Uroyi kushandisa mishonga kana zvimwewo zvinokuvadza kana kuuraya.
Uroyi kushandisa mishonga kana zvimwewo zvinokuvadza kana kuuraya.
Kana muroyi achiwombonora uroyi anenge achibvisa mushonga waanga ashandisa kuti munhu arware.
Uroyi kushandisa mishonga kana zvimwewo zvinokuvadza kana kuuraya.
Kubatwa kunangwa uroyi nomunhu akaita sen'anga kana muporofita.
Uroyi mushonga unoshandiswa kukuvadza kana kuuraya munhu.
Duramazwi
01 / 03urozvi
Mufambiro wedunhu rerudzi rwevaRozvi.
VerengaSwipe for the next word