Duramazwi · zita
uropi
brains
Duramazwi · zita
brains
Uropi mutezo uri mumusoro, unotaridzika sezvifuta kana
Uropi mutezo uri mumusoro, unotaridzika sezvifuta kana
Dehenya ibvupa remusoro, iro rakatenderedza nokuchengeta uropi.
Ichi chirwere chinokuvadza muzongoza nouropi hwemunhu zvokuti muviri wake unenge usisabatsiri chinhu.
Duramazwi
01 / 03urovedzi
unoita kuti munhu akwanise kufunga nekunzwa zvinhu zvakaita semarwadzo, musindo nezvimwewo.
VerengaSwipe for the next word