Duramazwi · zita
Zvinoreva
Sikopu udzamu hwenjere kana pfungwa dzomunhu. Ndanzwa kuti sikopu yangu yakanga isisatora zvakanaka napamusana pokuneta.
1

Kana munhu achinzi sikopu dhonoro anenge achitukwa kuti haanyatsofunga zvakanaka.

Komedhi zvinhu zvinenge zviri mubhaisikopu, mumutambo kana muchinyorwa zvinosetsa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sikopu dhonoro
Kana munhu achinzi sikopu dhonoro anenge achitukwa kuti haanyatsofunga zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word