KwaunobvaDuramazwiUunyanga

Duramazwi · zita

unyanga

Zvinoreva

Mufambiro wevakaipa panyaya dzehuroyi.

1

Mufambiro wevakaipa panyaya dzehuroyi.

Aya makomo akabatana-batana akatanda. KuNyanga kune mudungwerungwe wemakomo.

Kunyanga chinhu kana panhu kudira mvura kuti parege kunyanya kuomarara.

Jongwe isora rinotumbuka chimusoro chakaita kunge tunyanga, chine ruvara rutsvuku rune yero.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unyanidza

Kuunyanidza hembe kudzibata nenzira inoita kuti dzipetane-petane dzichisara dzisisina kutsvinda pakupfeka.

Verenga

Swipe for the next word