Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana zvinhu zvakaita unyan'anya zvinenge zviri zvinhu zvakawanda, zvisina kunyatsorongwa zvakanaka, zvakangoti chimwe apo chimwe apo.
1

Unyan'anya vanhu kana mhuka dzakawanda chaizvo dzinenge dzichifamba pamwe chete.
Kana zvinhu zvakaita unyan'anya zvinenge zviri zvinhu zvakawanda, zvisina kunyatsorongwa zvakanaka, zvakangoti chimwe apo chimwe apo.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unyana
Kuunyana kupetana-petana kunoita zvakaita sembatya dzatsitsirirwa, kana kuti dzichangobva mukuwachwa.
VerengaSwipe for the next word