KwaunobvaDuramazwiGganyakanya

Duramazwi

ganyakanya

Zvinoreva

Kuita ganyakanya kuita zvinhu zvakawanda panguva imwe chete.

1

Kuita ganyakanya kubvanyangura-bvanyangura zvinhu kusvika zvisisaonekwi mamirire azvo.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ganyamuto

Ganyamuto zimbama rinopihwa munhu rakasimba chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word