Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ganyavhu kuita zvinhu nehasha uye nechisimba.
1
Ganyavhu kuita zvinhu nehasha uye nechisimba.
Haana kuda kukumbira zvakanaka asi angotora bhora riya zveganyabvu.
Ganyavhu kuita zvinhu nehasha uye nechisimba.
Kuranda kutorera munhu zvinhu zvake nechitsotsi kana neganyavhu.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03ganyekanye
Ganyekanye zvinhu zvinenge zvakangokandwa pose pose zvisina kurongwa zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word