Duramazwi · zita
chisimba
physical · violent
Duramazwi · zita
physical · violent
Chisimba kuitira vamwe vanhu zvakashata uchidherera kuti hapana zvavangakuita nokuti wakagwinya kuvadarika.
Chisimba kuitira vamwe vanhu zvakashata uchidherera kuti hapana zvavangakuita nokuti wakagwinya kuvadarika.
Kuti kwachanu kuparadzanisa zvinhu zvambenge zvakabatana, uchishandisa chisimba.
Kana uchipfumburira unenge uchishandisa chisimba patsika namagariro ako nevamwe.
Kuti chachapu kutorera munhu chaange akabata nokukasira uye uchishandisa chisimba.
The OCR is not clear on this one.
Duramazwi
01 / 03chisimbiso
confirmation
VerengaSwipe for the next word