Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukundo kuita zvinhu zvisingafadze vamwe pamusana pekuti unoti uri mukuru, kana kuti unoti ndiwe unoziva.
1
Mukundo kuita zvinhu zvisingafadze vamwe pamusana pekuti unoti uri mukuru, kana kuti unoti ndiwe unoziva.
Kubvuta kutora mumwe chinhu chake zvine mukundo, pasina kuwirirana kana kuta urirana.
Matigimu munhu ane mukundo uye anongorova vamwe nguva dzose.
Kuti bvutu kutora chinhu zvine mukundo uye nechimbi-chimbi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukundu
Mukundu kufamba munhu asina kupfeka.
VerengaSwipe for the next word