Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mwanakadzi achiri mudiki.
1
Mwanakadzi achiri mudiki.
Chisikana chakanyatsoti chisero bwa, ndokuteya nzeve kuna ambuya.
Chisikana chakabata-bata wigi yacho kuti invatsomira zvakanaka mumusoro.
Chisikana maitiro evasikana kana kuti anofananidzirwa nezvinoitwa nevasikana.
2
Chisikana mwana musikana wechidiki. Huya pano chisikana ndikutume.
3
Kana mudzimai akanzi akasununguka mwana wechisikana anenge akasununguka mwanakadzi.
4
Chisikana maitiro evasikana kana kuti anofananidzirwa nezvinoitwa nevasikana.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chisikwa
creature
VerengaSwipe for the next word