Duramazwi · zita
Zvinoreva
[chitsi] Chisi izuva rimwe chete pasvondo rinoyereswa nemidzimu yenzvimbo, zvokuti pazuva iri vanhu havaiti mabasa makuru akaita sokurima kana kuvaka.
1
[chitsi] Chisi izuva rimwe chete pasvondo rinoyereswa nemidzimu yenzvimbo, zvokuti pazuva iri vanhu havaiti mabasa makuru akaita sokurima kana kuvaka.
Chisi chako kuita musoko-musoko unodya wakatarisa kumusuo.
Chisi chako hachibatsiri, unodya wakaringa kumusuwo.
Chisi hachiyeri musi wacharimwa.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chisikana
Mwanakadzi achiri mudiki.
VerengaSwipe for the next word