Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chishwe inzira yokusunga nayo uchiita pfundo risingazosungunuki.
1
Chishwe inzira yokusunga nayo uchiita pfundo risingazosungunuki.
Vanhu vose ava vaisungana kuita chishwe chaicho pakuraira vanasikana.
Murau itambo inosungwa ichiita denderedzwa, inogona kusunga chishwe kana yabata mhuka.
Chishwe inzira yokusunga nayo uchiita pfundo risingazosungunuki.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chisi
[chitsi] Chisi izuva rimwe chete pasvondo rinoyereswa nemidzimu yenzvimbo, zvokuti pazuva iri vanhu havaiti mabasa makuru akaita sokurima kana kuvaka.
VerengaSwipe for the next word