Duramazwi · zita
chisikwa
creature
Duramazwi · zita
creature
Chisikwa ndechese zvacho chiri panyika chakagadzirwa chikaiswapo naMwari kana kuti no-Musiki. Hapana chisikwa chisingadiwo kufara pasi pano.
Chisikwa ndechese zvacho chiri panyika chakagadzirwa chikaiswapo naMwari kana kuti no-Musiki. Hapana chisikwa chisingadiwo kufara pasi pano.
Uyu munhu kana chimwewo chisikwa chihombe chaizvo. Apa paita mutitimira werume.
Hove chisikwa chemumvura chine mabhonzo anenge minzwa nemakwati pamuviri.
Chipuka chisikwa chomusango chinogona kukuvadza vanhu kana dzimwe mhuka.
Duramazwi
01 / 03chisimba
physical
VerengaSwipe for the next word