Duramazwi · zita
chisimbwa
allergy
Duramazwi · zita
allergy
Chisimbwa kamweya kanenge kaine mumwe munhu kekusatya kana kumboremekedza ani kana ani zvake.

Chisimbwa chinhu chinenge chisingawirirani neropa remunhu.

Duramazwi
01 / 03chisimiro
Chisimiro ndechese chinhu chinoiswa nomunhu kuvharidzira muviri wake, sezvakaita dhirezi kana mudhebhe.
VerengaSwipe for the next word