Duramazwi · zita
mhirizhonga
anarchy · chaos · horde · turbulence · violence
Duramazwi · zita
anarchy · chaos · horde · turbulence · violence
Mhirizhonga imheremhere inoitwa nevanhu vanenge vakatsamwidzana.
Mhirizhonga imheremhere inoitwa nevanhu vanenge vakatsamwidzana.
_Mhirizhonga yanga iri mudhorobha yanga ichiitwa navadzidzi vepayunivhesiti va- chida kuti hurumende ivawedzere mari._
Ita yako tsvakurudzo uone kuti zvii zviri kukonzera mhirizhonga uye kuti vanhu vanoona kuti dambudziko iri ringapedzwa sei.
Chii chinonzi mhirizhonga mudzimba?
Duramazwi
01 / 03mhisa
Mhisa kapuka kane ruvara rwutsvuku kakaita kunge zongororo kane makumbo akawanda chaizvo kanowanzoonekwa mvura yanaya.
VerengaSwipe for the next word