KwaunobvaDuramazwiMmhiza

Duramazwi

mhiza

Zvinoreva

Kumhiza kubvisa chimwe chinhu pamuviri wako nokuchizunza uchishandisa simba rakawanda uye usina kuchibata nemaoko.

1

Kumhiza kubvisa chimwe chinhu pamuviri wako nokuchizunza uchishandisa simba rakawanda uye usina kuchibata nemaoko.

Pakanga pasina chimucheka chokupukutisa maoko saka takatoita zvokumhiza maoko kuti aome.

Paakanzwa kupisa kwehari yaakanga abura pamoto, akabva angoiti dhi, ndokubva atanga kumhiza zvigunwe zvake.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word