KwaunobvaDuramazwiMmhizha

Duramazwi · zita

mhizha

craftsman

Zvinoreva

Mhizha munhu anogadzira zvinhu nesimbi, zvakaita sematemo nemapadza.

1

Mhizha munhu anogadzira zvinhu nesimbi, zvakaita sematemo nemapadza.

Mhizha akarova simbi pachipfuriro achiumba banga.

Mhizha munhu anogadzira zvinhu nesimbi, zvakaita sematemo nemapadza.

Zvose zvavanoda vanozviwana munguva diki chaiyo kuburikidza neumhizha hutsva hwekufambiswa kwemashoko.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mho

Kuti mho kudzima kunoita moto wemarasha.

Verenga

Swipe for the next word