Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muchenya.
Muchesa munhu anogadzira zvinhu zvakaita senamasahwa nemapadza kubva musimbi.
1
Muchenya.
Kana mombe dzikapinda muchesa dzinonetsa kuona.
Muchesa munhu anogadzira zvinhu zvakaita senamasahwa nemapadza kubva musimbi.
Nyamuchesa karonda kanorwadza kanoita pasi pezvigunwe.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muchete
Muchete kugadzikana kwezvinhu zvese, pasina chiri kunetsa.
VerengaSwipe for the next word