Duramazwi · zita
mucheri
miner · informer · slanderer
Duramazwi · zita
miner · informer · slanderer
Mucheri munhu anotengesa vamwe, achiburitsa zvavanenge vasingadi kuti zvizivikanwe.
Mucheri muti unobereka michero inodyiwa, inenge yakatsvukira kana kusvibirira kana yaibva, inonzi cheri.
Pakumwa doro risingatengeswi mucheri munhu anenge

Mucheri wegurwe mutevedzeri, mudimbidziri anorasa mwena.

Cheri rudzi rwechimwiwa chinogadzirwa nemichero yemucheri.
Duramazwi
01 / 03muchero
fruit
VerengaSwipe for the next word