KwaunobvaDuramazwiMmucherechedzo

Duramazwi · zita

mucherechedzo

chicherechedzesomucherechedzeso

Zvinoreva

Ichi ndechese chaunochengeta chinoita kuti urangarire chimwe chinhu chakakosha chakaitika muupenyu hwako.

1

Ichi ndechese chaunochengeta chinoita kuti urangarire chimwe chinhu chakakosha chakaitika muupenyu hwako.

Mombe iyi mucherechedzo wokuti mwana aive akazvibata.

Kunyange tikanoshanda mhiri kwemakungwa, maitiro edu, mafambiro, tsika nemagariro ngazvive mucherechedzo yekwatinobva.

Rin'i iyi mucherechedzo werudo rwangu kwauri.

2

Ichi chinhu chinoti kana chikaitika vanhu vanobva vaziva zvichazoitika panguva inotevera. Kana gomo iri rikapedza chirimo risina kutsva tinoziva kuti gore iroro kunenge kune nzara.

Zvakafanana

chicherechedzeso · mucherechedzeso

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mucherenje

Mucherenje muti unokura chaizvo kuenda mudenga, unoshandiswa somushonga wokudzinga mweya yakaipa.

Verenga

Swipe for the next word