Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mucheno inhumbi kana chimwewo chinhu chaunoisa pamuviri kuti utaridzike zvakanaka kana kuti uyemurike.
1
Mucheno inhumbi kana chimwewo chinhu chaunoisa pamuviri kuti utaridzike zvakanaka kana kuti uyemurike.
Sikavha ijira kana chirukwa chinoiswa muhuro, kudzivirira chando kana kuwedzera mucheno.
Kana munhu aine mucheno anenge aine tsika yokugara akazvishongedza.
Ichi chinhu chinopfekwa mumunwe, chinoratidza kuti munhu akaroorwa kana kuti chinongopfekerwa mucheno.
2
Kana munhu aine mucheno anenge aine tsika yokugara akazvishongedza.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muchenura
Muchenura muti unoshandiswa somushonga wokubvisa munyama pamunhu.
VerengaSwipe for the next word