Duramazwi
Zvinoreva
Muchenje tumajuru tudiki tune dumbu jena, tunowanzodya uswa, miti nezvimwewo.
1

Muchenje ivhu repachuru rinounganidzwa nemujuru panzvimbo dzakaoma.
Mutsatsati muti unowanzomera kumakomo, unonyanyovakiswa masasa nekuti haudyiwe nemuchenje.
2
Muchenje ivhu repachuru rinounganidzwa nemujuru panzvimbo dzakaoma.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muchenjeri
Muchenjeri munhu anoshandisa pfungwa dzake munzira dzinovaka, uye anoziva zvaanoita nezvaanotaura.
VerengaSwipe for the next word