Duramazwi · zita
muchengeti
caretaker · keeper · guardian
Duramazwi · zita
caretaker · keeper · guardian
Muchengeti munhu anoriritira munhu kana vanhu.
Muchengeti munhu anoriritira munhu kana vanhu.
Ndakatongonzwawo tsitsi zvangu kuti aive asisina muchengeti rumai rwake rwafa.
Tererai: Ndivo vatova muchengeti ivavo saka vanofanira kunzwa zvose.
Muchengeti munhu anenge aine basa rokuona kuti zvinhu hazvibiwi kubva panzvimbo.
Muchengeti munhu anenge aine basa rokuona kuti zvinhu hazvibiwi kubva panzvimbo.
mungwariri · gadhi la
Duramazwi
01 / 03mucheni
Mucheni rudzi rwehove ine mitsetse mitema nemazino makuru anokuvadza, inogara munzizi huru.
VerengaSwipe for the next word