KwaunobvaDuramazwiCchindionei

Duramazwi · zita

chindionei

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane chindionei anenge chiita zvinhu zvose aine pfungwa yokuti vanhu vashamisike nazvo, uye kuti vagomuyemura.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chindiya

Chindiya munhu mupfupi uye ane simba rakawanda.

Verenga

Swipe for the next word