Duramazwi · zita
chindoendachinyandoendawogundamuchai
Zvinoreva
Iyi itsika inoitwa nomumhu akapusa, anongosvikopindira kuita zvaawana vamwe vachiita asina kumbozeya kuti zvinozomusvitsa kupi.
1
Iyi itsika inoitwa nomumhu akapusa, anongosvikopindira kuita zvaawana vamwe vachiita asina kumbozeya kuti zvinozomusvitsa kupi.
Zvawakaita chindoendawo ndokubatsirana naSa-
2
Iyi itsika yomunhu anongotevera kana kutevedzera vanhu asinganyatsofunga kuti zvakakodzera here.
Zvakafanana
chindoenda · chinyandoendawo · gundamuchai
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chindondodza
Chindondodza kashiri kadiki kanowanikwa mubani, kanofarira kumhanya napasi.
VerengaSwipe for the next word