KwaunobvaDuramazwiCchindima

Duramazwi · zita

chindima

Zvinoreva

Chindima izwi ringashandiswa kuratidza zvirevo zvakanyorwa pamwepo zvichibudisa pfungwa imwe mundima yakanyorwa.

1

Zvokuita Verenga chindima chinotevera ugodoma zviverengo iri machiri.

Chindima izwi ringashandiswa kuratidza zvirevo zvakanyorwa pamwepo zvichibudisa pfungwa imwe mundima yakanyorwa.

Nhuriro yebhuku chindima chinonyorwa papeji yeku-tanga-tanga nemunyori waro kana kuti nemumwewo munhu, chekupira bhuku racho kuvarengeri.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word