KwaunobvaDuramazwiRratidzo

Duramazwi · zita

ratidzo

Zvinoreva

Ratidzo mucherechedzo ungapiwa senzira yekuvimbisa zvichauya. Ratidzo yandakaona yokuti kwaizozvarwa mwana mukomana ndeyekuti mimba yacho yaivenga baba vacho.

1

Ratidzo mucherechedzo ungapiwa senzira yekuvimbisa zvichauya. Ratidzo yandakaona yokuti kwaizozvarwa mwana mukomana ndeyekuti mimba yacho yaivenga baba vacho.

Kunyobika kufamba famba kwechirauro sechiratidzo chokuti pane hove dziri kudyira.

Mune zvechiKristu uMwari masimba nezviratidzo zvose zvinoratidza kuti kuna Mwari.

Ichi chinhu chamunoita sechiratidzo chekuti mava kusiyana kwechinguva kana kuti zvachose.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word