Duramazwi · chiito
ratidza
exhibit · express · prove · show · show; indicate · ndicate
Duramazwi · chiito
exhibit · express · prove · show · show; indicate · ndicate
Kuratidza kunongedzera mumwe kuti aone zvawaona.
Kuratidza kunongedzera mumwe kuti aone zvawaona.
Pose pavanotaurwa ratidza mazita evatambi vakuru.
Munhu wacho aive akutoratidza kuti aive asisina kana chidiki chaaigona kuzviitira ega.
Airatidza kuti kubva zvataive tabva kuchikoro aive asina kumbobvira abuda.
Kuratidza kutarisika sezvauri. Mukomana uyu ari kuratidza kutya kukuru.
-pangidza · -onesa
Duramazwi
01 / 03ratidzika
Kukwanisa kuoneka nemaziso.
VerengaSwipe for the next word