Duramazwi
Zvinoreva
Kukwanisa kuoneka nemaziso.
1
Kukwanisa kuoneka nemaziso.
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti chinhu chinoratidzika kuti chingangoitika.
Iri izwi rinoreva kuti zvakada kufanana kana kuti zvinoda kuratidzika saizvozvo.
Kana chinhu chakaremba-remba chinenge chine pamwe pasiri kuratidzika zvakanaka.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ratidzira
Kana vanhu vachiratidzira vanenge vachiita zvinhu zvokuti vaonekwe kutsutsumwa kwavo, vari pamwe chete.
VerengaSwipe for the next word