KwaunobvaDuramazwiFfana

Duramazwi

fana

-fanana-todzana

Zvinoreva

Kana mukafana mamboita rimwe basa munenge muchida kuti mumbopedza iroro, kana kumborifambisa pamberi musati matanga rimwe.

Kana munhu achitarisika sezvakaita mumwewo, zvinonzi uyu akafana uyo.

1

Kana mukafana mamboita rimwe basa munenge muchida kuti mumbopedza iroro, kana kumborifambisa pamberi musati matanga rimwe.

Fana kubika muriwo, ndozouya ndobika sadza.

Ndiani achafanoita basa racho isu tisipo?

2

Kana munhu achitarisika sezvakaita mumwewo, zvinonzi uyu akafana uyo.

Musikana uyu akafana mai vake.

Fana kubika muriwo, ndozouya ndobika sadza.

Unoziva here mufana kuti ukaenda kujeri nekuba kwako uku unodzoka wanyatsoibva?

Zvine chekuita

-fanana · -todzana

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word