Duramazwi
todza
-fuza-fana
Duramazwi
Kana munhu achinzi akatodza munhu waane ukama naye anenge ane chimiro kana maitiro akafanana neemunhu iyeye.
Kana munhu achinzi akatodza munhu waane ukama naye anenge ane chimiro kana maitiro akafanana neemunhu iyeye.
Vanoratodza kuti vaive vaibvisa mufridge vachibva vangoiisa musink imomo ichibva yabudiramo maice.
Kana ukafototodza chokudya unenge wachibika ndokuchisiya chisina kunyatsoibva.
Kana ukafototodza vhiri kana bhora unenge wariita kuti ripere mweya.
-fuza · -fana
Duramazwi
01 / 03todzvi
Kuti todzvi kunyura sezvinoita zuva.
VerengaSwipe for the next word