KwaunobvaDuramazwiFfanana

Duramazwi

fanana

identical · resemble

-todzana-fana

Zvinoreva

Kana vanhu vaviri vakafanana vanenge vane zvimiro kana maitiro mamwewo.

1

Kana vanhu vaviri vakafanana vanenge vane zvimiro kana maitiro mamwewo.

It was beautiful, kana nekabutton iko kaya kaifanana nekaive panecklace yaive nako.

Pavana vavo vaviri ava Noku ndiye wavaida zvakanyanya kupfuura Theresa nekuti ndiye aive akafanana navo.

Gandimbobvisa trouse rangu iri " vakadaro Vamhofu vachienda kubath kunobvisa trouse ravo rainge rakafanana nerabatakue.

2

Kufanana kwezvinhu kuenzana kwazvo.

Zvakafanana

-todzana

Zvine chekuita

-fana

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fananadudziro

Iri izita rechinhu rinogona kusheedzwa nerimwe zita, asi mazita acho ari maviri achireva chinhu chimwe chete.

Verenga

Swipe for the next word