Duramazwi
fananidza
standardize
Duramazwi
standardize
Kufananidza zvinhu kuzvienzanisa kana kuzvitora sezvakafanana.
Kufananidza zvinhu kuzvienzanisa kana kuzvitora sezvakafanana.
Usada kufananidza chinhu chipenyu nechakafa.
Imboanyora pasi tione usati waenderera mberi kuitira kuti ugozofananidza mienzaniso yako neyatichakupa pazasi apo.
Duramazwi
01 / 03fananidzo
analogy
VerengaSwipe for the next word