Duramazwi
fambisa
drive · transmit · convey
Duramazwi
drive · transmit · convey
Kuendesa pamberi.
Kuendesa pamberi.
Kana mhuka ichinzveka-nzveka inenge ichifambisa-fambisa muswe wayo.
Kungazvudza kufambisa-fambisa maziso, sezvinoita munhu anonyara.
Kuzunguzira kufambisa-fambisa muviri wakamira panhu pamwe. Zunguzira mwana uyu anyarare kuchema.
Kana uchifambisa unenge uchikurumidza kukanda nhano refu kuti uchimbidze kusvika kwauri kuenda.
Kana uchifambisa motokari ndiwe unenge uri muchairi wayo.
Kana uchifambisa zvinhu unenge uchizvitakura kubva pane imwe nzvimbo uchindoziisa pane imwe.
Kufambisa chinhu kuva mutungamiriri wacho, anoita kuti zvinenge zvichidiwa zvitoitika.
-hambisa
Duramazwi
01 / 03famvama
Kana munhu akati famvama anenge akakotamira mberi, maoko akabata pamabvi.
VerengaSwipe for the next word