KwaunobvaDuramazwiCcheya

Zvinoreva

Kutodza.

Kana uchicheya musangano ndiwe unenge uri sachigaro wawo.

Cheya mudziyo wokugara ungava wesimbi kana kuti wedanda una makumbo nepekuzembera.

1

Kutodza.

Mazwi anoti, "bhuku, kamera, cheya" mazwi ekutapa kubva kuchirungu.

Cheya mudziyo wokugara ungava wesimbi kana kuti wedanda una makumbo nepekuzembera.

Baba vakagara pacheya vachiverenga bepanhau.

2

Kana uchicheya musangano ndiwe unenge uri sachigaro wawo.

Mazwi anoti, "bhuku, kamera, cheya" mazwi ekutapa kubva kuchirungu.

Cheya mudziyo wokugara ungava wesimbi kana kuti wedanda una makumbo nepekuzembera.

Ndakati pirimu pandakadirwa mvura kumeso ndakarara pacheya.

3

Zvakafanana

chigaro

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

cheza

Kucheza kuveza uchikwatura makwande mahombe.

Verenga

Swipe for the next word